ChiNembe
Mataridziko
ChiNembe mutauro weIjaw unowanikwa muNigeria.
Mazwi Anotodza mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nembe vanoti fa (be absent; be not present; be non-existent; be at a loss; be lost; cease; come to an end; finish; waste; be spent, consumed).
- Nembe vanoti fa (to not be in a place) kureva kusavapo. Fananidzai nokuti kufa.
- Nembe vanoti fa (n. absence; being away from a place; non-existence, or want of; loss; person, thing, amount, lost; the finish; finis; the end).
- Nembe vanoti bafu (n. basin; hollow round metal vessel ) kureva bhavhu kana bhavha.
- Nembe vanoti duo (n. stick for fixing fish trap under water). Fananidzai nokuti duwo.
- Nembe vanoti pele (cease; end; stop; desist; bring or come to an end). Fananidzai nokuti kupera.
- Nembe vanoti pele (v. conclude; decide; adjudicate; determine; judge; settle; adjudge).
- Nembe vanoti pepe (adj. thin; lean). Mamwe mazwi: pepelee (adj. flat).
- ChiNembe vanoti pamba (adj. leaf (of book or tobacco).
- Nembe vanoti nama (n. meat) kureva nyama.
- Nembe vanoti ofuro (v. be blown) kureva kufuridza.
- Nembe vanoti ofuro (v. blow; send strong air-current from mouth; hoot or whistle).
- Nembe vanoti bari (adv. (in positive expressing) again; another time; once more) kureva zvakare.
- Nembe vanoti baribari (adv. again and again; time and again; repeatedly).
- Nembe vanoti barimo (adv. repeatedly). Fananidzai nokuti barika.
- Nembe vanoti bari (v. add (shot, spear, etc.) to struggling animal or fish to overcome it).
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nembe vanoti eru (line; row; tier (especially one of several placed one above another) kureva mundanda.
- Nembe vanoti eru-eru (in lines or rows; in flakes or thin layers).
- Nembe vanoti etere (n. mat) kureva meti.
- Nembe vanoti biri (nearness in number, scale, degree, etc.; about). Sokuti: mesi biri (about forty).
- Nembe vanoti bu (ply; strand; turn of rope). Sokuti: trabu (three-ply).
- Nembe vanoti ḅa-éne (n. daylight; first light) kureva kuyedza kwekunze.
- Nembe vanoti ere (adj. feminine) kureva chevakadzi. Mamwe mazwi: erere (all-women).
- Nembe vanoti elelemo (thinly - of peeling; lightly - in brushing past).
- Nembe vanoti fénenée (adj. light and bouyant) kureva chakareruka.
- Nembe vanoti fulée (adj. afloat; floating in liquid) kureva kuyangarara.
- Nembe vanoti fulée (adj. bob up to float) kureva kuyangarara.
- Nembe vanoti gáan kana gan (adj. clear; unclouded; transparent; not turbid) kureva kujeka.
- Nembe vanoti pula (paralysis) kureva kuremara. Mamwe mazwi: pula (of wine - be flat).
- Nembe vanoti tiro (ground black substance used by women to paint eyelids).
- Nembe vanoti furo ( batch; brood; hatch; set; breed; race; stock; strain; ancestry; lineage; family; pedigree; dynasty).
- Nembe vanoti beke (yellow in colour). Mamwe mazwi: epe (yellowish).