Svetuka kuchirochemo

Bushong

Kubva Wikipedia

Bushong kana Bukuba mutauro weBantu unowanikwa kuCongo Kinshasa

  • Bushong vanoti buteta (n. dread, fear, fright, cowardice) kureva kuteta.
  • Bushong inoti nshi, bashi (n. inhabitant, citizen) kureva mugari. Nsi Harare mugari weHarare. Fananidzai nokuti pasi kana chisi.
  • Bushong inoti mbua (n. dog) kureva imbwa. Mamwe mazwi: ngoma (n. drum) kureva ngoma.
  • Bushong inoti mbula (n. rains) kureva kunaya kwemvura. Mamwe mazwi: nguna (n. business).
  • Bushong inoti mbata (n. chair) kureva chigaro. Mamwe mazwi: luo (n. arm) kureva ruwoko.
  • Bushong inoti lutoka (n. body; frame) kureva muviri. Mamwe mazwi: bilema (n. body, figure, stature).
  • Bushong inoti lutota (n. commotion, disturbance) kureva mhirizhonga.
  • Bushong inoti muanga kana luonga (n. series; procession; put in a line; row).
  • Bukuba inoti ishunga (n. concern; matter; palaver; purpose; reason, cause; responsibility).
  • Bushong inoti muidi (On the other side, across, etc; flank; opposite side) kureva mhiri.
  • Bushong inoti buyelala (n. unity; sameness) kureva kuva chimwe.
  • Bushong inoti bulunga (n. manhood, bravery, manliness, fortitude, youthhood).
  • Bushong inoti buyola (n. old age) kureva huhora. Mamwe mazwi: (adj. large, great, famous, powerful, grand, enormous),
  • Bushong inoti nena (vi. to become large, develop, grow) kureva kukura. Mamwe mazwi: bunena (n. size; stoutness; thickness; vastness).
  • Bushong inoti ntshi (adj. same, like) kureva kufanana.
  • Bushong inoti yelala (adj. same, like, alike) kureva kufana.
  • Bushong inoti yelala (adv. simultaneously, at the same time, the same way or manner) kureva pamwepo.
  • Bushong inoti yelama (n. completeness, sufficiency, fullness, suitableness, correctness, beauty, justice, honesty, uprightness, fairness).
  • Bushong inoti yelama (n. purity, goodness, holiness, excellence, integrity, sanctification, worthiness, right, virtue, handsomeness).
  • Bushong inoti nena (n. oppression, tyranny, Unkindness; adj. oppresive; ruthless) kureva hudzvanyiriri.
  • Bushong inoti lushola (n. scissors) kureva chigero. Fananidzai nokuti nyanga dzamushore?
  • Bushong inoti lushanga (n. bud, shoot, blossom, bloom, flower) kureva bukira.
  • Bushong inoti sholala (v. to unhide, disclose, confess, acknowledge, find something hidden, reveal or betray a secret, tell).
  • Bushong inoti busholala (n. power to divulge or unhide a secret or that which is hidden, spying) kureva husori?
  • Bushong inoti shoma (n. to hide). Mamwe mazwi: shoma (to become loose or unraveled). Fananidzai nokuti kusvomhora?
  • Bushong inoti shonga (v. file to a point; to carve as wood) kureva kurodza munzi.
  • Bushong inoti shongama (v. to be erect, upright, to sit up, be awake) . Fananidzai nokuti shongwe?
  • Bushong inoti shola (v. assort, choose; select, sort) kureva kusarudza.
  • Bushong inoti shola (v. build; construct; erect, labour) kureva kuvaka.
  • Bushong inoti shola (v. disclose; confess, elucidate; expose a secret; be found, appear, come into sight) kureva kufumura.
  • Bushong inoti shola (n. odour, fragrance, perfume; scent, stink, stench) kureva munhuwi.
  • Bushong inoti tata ngola kureva babamukuru. Mamwe mazwi: tata bilenga kureva babamudiki.
  • Bushong inoti buola (n. slackness, slack, weakness, tenderness; tiredness; weariness; easiness, softness, sleekness).
  • Bushong inoti buola kana bola (n. town, village, city) kureva musha kana guta.
  • Bushong inoti bakata (adj. be near to so as to touch). Mamwe mazwi: kola, mbakala (n. near; nearness).
  • Bushong inoti anga (v. wander, migrate to another place).
  • Bushong inoti tadi (long, tall, wide, extent; height). butadi (n. length, tallness; altitude, breath, depth, imension etc.). Fananidzai nedzitsi -tara?

[1]

  1. https://archive.org/stream/grammardictionar00edmi/grammardictionar00edmi_djvu.txt