Mutemo
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMitemo)
Mutemo (a law, a decision) inoshandiswa kutaura zvinotenderwa kuitwa nezvisingatenderwe munyika kana sangano.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chin'orwa (Object of avoidance rule)
- Chironzo (1. a law; 2. an urgent commission; 3. dictate - an authoritative order or command). Izwi rokuti Chironzo rinotaurwa kuChiNdau.
- Muko
- Murawu, murao kana murawo (law; regulation; rule).
- Chirevo (a law, a decree, an order).
- Nhemo (an order, decision or rules made by chief) apa kureva mutemo wakaitwa naShe wedunhu.
- Mupango (law, commandment, order) iri izwi reChiNdau rinoreva mutemo. Pakuwanda kwonzi mipango.
- Kutema Chirevo kana kutema mutemo (make a law).
- Kudarika mitemo kana kuputsa mutemo (break a law).
- Kutemera (to appoint). Mutemeri izita remhuri.
- Kutema mhosva (to give sentence; settle).
- Kutema (to decide a matter).
- Kukunukudza (rescind, reverse) izwi reChiNdau rinoreva kudzima zvanga zvatemwa nemutemo.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kudzai Mambo Mwari! Unomuchena munhuwo unomutya Mambo Mwari, Unomuchena munhuwo unomutya Mambo Mwari, uwo unodakara kakurutu ngemipango yake. Psalm 112:1 (Bhaibheri reChiNdau).
- Asi kuti musikandironzeri hope, chiripo chironzo chimwe kwomuri: I’ve decided that if you don’t tell me the dream, there is only one sentence passed on all of you. (Daniel 2:9 Bhaibheri reChiNdau).
- .... ndinozopangazve makore kuti asanayisa mvura padera pawo: I will command the clouds not to send rain. (Isaiah 5:6, Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeChiBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nyungwe vanoti mtemo (n. law) kureva mutemo. Zigula vanoti kutema (n. rule) kureva kutema.
- Luganda vanoti etteka (rule). VaGogo vanoti mtemi (leader, rule) kureva mutongi.
- VaGogo vanoti utemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
- VaIkizu vanoti -tema (rule over, reign) kureva kutonga. VaFwe vanoti muraho (law) kureva murao.
- VaLozi vanoti mulao (law) kureva mutemo. VaGanda vanoti msangu kana etteeka (law) kureva mutemo.
- VaGungu vanoti kiragiro (Commandment) kureva murairo. VaNyoro vanoti ekiragiro (law) kureva murairo.
- MaZulu vanoti umthetho (1. Law, custom, rule, edict, statute; 2. Pronouncement, arrangement, system) kureva mutemo.