Q (ridoko "q"; zita raro ndi Qa) ibhii reChishona, uye ibhiihwaro[C 1] rinoshandiswa kuvumba mamwe matarabhii[C 2]. Q chinzvanyira chiri mumurondedzwa wemabhiihwaro ekudzvanya[C 3] mumitauro zhinji inowanikwa muAfurika, uye kumitauro ye Chivanhu rinowanikwa kuChindau ne mitauronyina ye Chikaranga. Rinoteverwa na Dh.
Muchirungu fonororoji ya q inoshandiswa kutaura mazwi ari pazasi
- ↑ base letter., base consonant., kureva bhiihwaro
- ↑ digraph., digraphs., kureva tarabhii (ushoma); matarabhii (uwandu)
- ↑ aspirated; of letters., mashoko anowedzerwa 'ha' kana anonzwikwa sokufemererwa.
- ↑ Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Q parizvino.
- ↑ Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
- ↑ Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nx parizvino.
- ↑ Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nq parizvino.
- ↑ Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gc parizvino.
- ↑ Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gq parizvino.
- ↑ N'c (rinowanikwa kuChinguni sa Ngc) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
- ↑ N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'x parizvino.
- ↑ N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'q parizvino.
- ↑ Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gx parizvino.
- ↑ Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Qx parizvino.
- ↑ Kl, rakatorwa kubva kuChingezi, rinowanikwa mumashoko ekutorazve.
- ↑ Kr, ibhii rakatorwa kubva kuChingezi., rinowanikwa mumashoko ekutorazve, senge Kristu.