Svetuka kuchirochemo

Manera

Kubva Wikipedia

Manera (ladder) chombo chebasa chirefu chinoshandiswa kukwira kuenda panzvimbo dzakakwirira.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Gurma inoti doddi (n. mound) kureva murwi. Mamwe mazwi: Mamwe mazwi: doka kana dokoa (n. ladder) kureva manera.
  • Wali inoti dari; daruu (n. ladder) kureva manera. Herero inoti otyi-rondero (ladder) kureva manera.
  • Zigula vanoti mungazi (ladder; steps; ramp; promotion). Barawa inoti ngazi (ladder) kureva manera.
  • Taabwa inoti mutamba (n. ladder; ridge timber of a house). Lomwe inoti eshikata (n. ladder) vachireva manera.
  • Teso inoti adoket (ladder) kureva manera. Mamwe mazwi: akidoka (to climb) kureva kukwira. Fungwa inoti sã́nĩ̀ (n. ladder) kureva manera.
  • Bushong vanoti nela (n. dividing line, margin, mark).

Mifananidzo yeManera

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]