Vakaranga
Mataridziko
Tarisai futi peji re Vakalanga
(Nyubi -> Matabeleland nyika isati yatorwa neVarungu, yakafa) |
Vakaranga kana Wakaranga vanhu venhu vechiBantu vedzinza rechiShona, vanotaura Chikaranga. Vakaranga vane hukama ne vamwe vanhu vedzinza rechiShona, Vazezuru, Vandau, Vamanyika (Samanyika), neVakorekore. Uye vane hukama huri pedyo neVakalanga, Vavhenda, Vasena neVadoma.
Vambo rezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Zita rekuti Karanga rinowanzo fungidzirwa kuti rakabva kuzita rekuti Kalanga pakapesana vanhu vabva kuMapungubwe vachienda kunowaka Umambo hweZimbabwe, vamwe vachienda kunowaka zvimwe, munzvimbo yeChamhembe cheAfrika.
Nhoroondo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vakalanga
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vanyai
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Varozvi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Makaranga anozivikwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Obey Makamure (29 Mbudzi 1993) | muyimbi anoenda nezita rekuti 'Tocky Vibes'